Bhaibheri revana

Nyaya dzamunodisa dzemuBhaibheri. Pasina mutengo.

Donzvo redu

Mateo 19:14. Jesu vakati, 'Regai vana vaduku vauye kwandiri, musavadzivise kwete nekuti Ushe hwekudenga ndehwa vakadai.\'

Bhaibheri revana rakavapo kuti Jesu Kristu azivikanwe nevana nekuvapa mabhuku ane nyaya dzakaiswa mumifananidzo nedzimwe mhando pamwe dzinosanganisira zveasayi sayi (World Wide Web ), nhare mbozha/ PDA, zvikamu zvezvi nyorwa nemabhuku.

MaBhaibheri aya achapiwa kuvana vane mabhirioni anoita rimwe chete nemasere (1,8) pasi ros.

Ndaw

Receive